Esteri 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vabati vose vomuumambo vaimira pamusuo vakamupfugamira vakapa rukudzo kuna Hamani, nokuti mambo akanga arayira kuti aitirwe izvi. Asi Modhekai akanga asingamupfugamiri kana kumukudza.

Esteri 3

Esteri 3:1-6