Esteri 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino munhare yeShushani maiva nomuJudha worudzi rwaBenjamini, ainzi Modhekai mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi,

Esteri 2

Esteri 2:3-12