Esteri 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino shoko iri rakati raferefetwa uye rikawanikwa riri rechokwadi, vabati vaviri ava vakasungirwa pamatanda vakafa. Zvose izvi zvakanyorwa mubhuku renhoroondo pamberi pamambo.

Esteri 2

Esteri 2:17-23