Esteri 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyo Modhekai akanga akagara pasuo ramambo, Bhigitana naTereshi, vabati vaviri vamambo vairinda mukova vakatsamwa ndokubva varangana kuuraya Mambo Zekisesi.

Esteri 2

Esteri 2:13-23