Esteri 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino aya ndiwo aiva maindiro ake kuna mambo: Aipiwa chinhu chipi nechipi chaaida kutora kuti aende nacho kumuzinda wamambo paainge achibva kwaigara vanhukadzi.

Esteri 2

Esteri 2:5-23