Esteri 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mazuva aya akati apera, mambo akaita mabiko akapedza mazuva manomwe, mumunhanga webindu romuzinda wamambo achiitira vanhu vose kubva kuvadiki kusvikira kuvakuru, vaigara munhare yeShushani.

Esteri 1

Esteri 1:4-7