Ekisodho 9:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka mwoyo waFaro wakaoma uye akasada kutendera vaIsraeri kuenda, sokutaura kwakanga kwaita Jehovha kubudikidza naMozisi.

Ekisodho 9

Ekisodho 9:34-35