Ekisodho 9:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Faro akadana Mozisi naAroni uye akati, “Nguva ino ndatadza. Jehovha ndiye akarurama asi ini navanhu vangu hatina kururama.

Ekisodho 9

Ekisodho 9:18-35