Ekisodho 9:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munyika yose yeIjipiti, chimvuramabwe chakarova zvinhu zvose zvakanga zviri musango, zvose vanhu nezvipfuwo; chakarovera pasi zvose zvaimera musango ndokuparadza miti yose.

Ekisodho 9

Ekisodho 9:17-34