Ekisodho 9:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chirayira izvozvi kuti zvipfuwo zvako nezvose zviri musango zvipinde mumatanga, nokuti chimvuramabwe chichawira pamusoro pomunhu wose napamusoro pezvipfuwo zvisina kupfigirwa uye zvichiri musango, uye zvichafa.’ ”

Ekisodho 9

Ekisodho 9:10-20