Ekisodho 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nairi ruchazara namatatya. Achakwira agopinda mumuzinda wako nomuimba yako yokuvata uye napamubhedha wako, nomudzimba dzamachinda ako uye napavanhu vako uye muzvoto zvako nepokukanyira chingwa.

Ekisodho 8

Ekisodho 8:1-8