Ekisodho 8:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akati, “Ndichakutenderai kuenda kunobayira zvipiriso kuna Jehovha Mwari wenyu murenje, asi hamufaniri kuenda kure kure. Zvino chindinyengetererai.”

Ekisodho 8

Ekisodho 8:24-32