Ekisodho 8:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Faro akati aona kuti rusununguko rwakanga rwavapo, akaomesa mwoyo wake uye akasada kuteerera Mozisi naAroni, sezvakanga zvarehwa naJehovha.

Ekisodho 8

Ekisodho 8:10-18