Ekisodho 8:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Jehovha akaita zvakanga zvakumbirwa naMozisi. Matatya akafa mudzimba, nomuruvazhe uye nomuminda.

Ekisodho 8

Ekisodho 8:3-14