Ekisodho 8:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akati, “Mangwana.” Mozisi akapindura akati, “Zvichaitika sezvamareva, kuitira kuti mugoziva kuti hakuna mumwe akaita saJehovha Mwari wedu.

Ekisodho 8

Ekisodho 8:2-12