Ekisodho 7:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo uti kwaari, ‘Jehovha, Mwari wavaHebheru, andituma kuti ndizoti kwauri: Rega vanhu vangu vaende, kuitira kuti vanondinamata murenje. Asi kusvikira zvino hauna kunditeerera.

Ekisodho 7

Ekisodho 7:9-19