Ekisodho 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi. “Tarira, ndakuita saMwari kuna Faro, uye mukoma wako Aroni achava muprofita wako.

Ekisodho 7

Ekisodho 7:1-6