Ekisodho 6:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ereazari mwanakomana waAroni akawana mumwe wavanasikana vaPutieri, uye akamuberekera Finehazi. Ava ndivo vakanga vari vakuru vemhuri dzavaRevhi, imba neimba.

Ekisodho 6

Ekisodho 6:23-30