Ekisodho 6:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aroni akawana Erishebha mwanasikana waAminadhabhi nehanzvadzi yaNashoni, uye akamuberekera Nadhabhu naAbhihu, Ereazari naItamari.

Ekisodho 6

Ekisodho 6:22-28