Ekisodho 6:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Amurami akawana hanzvadzi yababa vake Jokebhedhi, uyo akamuberekera Aroni naMozisi. Amurami akararama kwamakore zana namakumi matatu namanomwe.

Ekisodho 6

Ekisodho 6:13-21