Aya ndiwo mazita avanakomana vaRevhi maererano nokunyorwa kwawo: Gerishoni, Kohati naMerari. Revhi akararama makore zana namakumi matatu namanomwe.