Ekisodho 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakuru vakuru vavaIsraeri vakaona kuti vapinda mudambudziko pavakaudzwa kuti, “Hamufaniri kutapudza uwandu hwezvidhina zvamakatarirwa pazuva rimwe.”

Ekisodho 5

Ekisodho 5:11-22