Ekisodho 5:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatariri vebasa vakaramba vachivamanikidza vachiti, “Pedzai basa ramakatarirwa pazuva rimwe nerimwe, sezvamaiita pamaiwana uswa.”

Ekisodho 5

Ekisodho 5:9-15