Ekisodho 40:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati amisa tabhenakeri, akaisa zvigadziko panzvimbo yazvo, akadzika mapuranga, akapinza mbariro uye akamisa matanda.

Ekisodho 40

Ekisodho 40:13-20