1. Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi,
2. “Dzika tabhenakeri, Tende Rokusangana, pazuva rokutanga romwedzi wokutanga.
3. Uise areka yeChipupuriro mairi uye ugofukidza areka nechidzitiro.
4. Upinze tafura ugoisa zvinhu zvayo pairi. Ipapo ugopinza chigadziko chomwenje ugomisa mwenje yacho.