Ekisodho 4:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kuna Aroni, “Enda kurenje undosangana naMozisi.” Saka akasangana naMozisi pagomo raMwari uye akamutsvoda.

Ekisodho 4

Ekisodho 4:22-30