Ekisodho 4:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kuna Mozisi, “Paunodzokera kuIjipiti, uone kuti waita zvishamiso zvose pamberi paFaro, ndakupa simba rokuita izvozvo. Asi ndichaomesa mwoyo wake zvokuti haazotenderi vanhu kuenda.

Ekisodho 4

Ekisodho 4:14-24