Ekisodho 4:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo kutsamwa kwaJehovha kwakapisa pamusoro paMozisi uye akati, “Ko, mukoma wako, Aroni muRevhi? Ndinoziva kuti anogona kutaura zvakanaka. Ari munzira kuzokuchingamidza izvozvi, uye mwoyo wake uchafara paachakuona.

Ekisodho 4

Ekisodho 4:8-21