Ekisodho 39:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bhande rayo romuchiuno rakarukwa nounyanzvi rakanga rakafanana nayo, zvaive chinhu chimwe neefodhi uye zvakagadzirwa negoridhe, newuru yebhuruu, nepepuru netsvuku nomucheka wakarukwa wakaisvonaka, sokurayirwa kwakaitwa Mozisi naJehovha.

Ekisodho 39

Ekisodho 39:1-6