Ekisodho 39:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndaza yacho yakanga iri yomucheka wakarukwa wakaisvonaka wewuru yebhuruu, pepuru netsvuku, basa romuruki, sokurayira kwaJehovha kuna Mozisi.

Ekisodho 39

Ekisodho 39:25-38