Ekisodho 38:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaitira aritari chiparo, mumbure wendarira, kuti chive pasi pechitsiko chayo, pakati napakati pokukwirira kwearitari.

Ekisodho 38

Ekisodho 38:1-13