Ekisodho 38:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndarira yakabva kuzvipiriso zvokuninira yaiva matarenda makumi manomwe namashekeri zviuru zviviri namazana manam.

Ekisodho 38

Ekisodho 38:28-31