Ekisodho 38:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sirivha yakawanikwa yakabva kuna avo veungano vakaverengwa pakunyorwa, yaiva matarenda zana, uye chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu amashekerii, zvichienderana neshekeri renzvimbo tsvene,

Ekisodho 38

Ekisodho 38:18-27