Ekisodho 38:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uku ndiko kuwanda kwezvinhu zvakashandiswa patabhenakeri, iyo tabhenakeri yeChipupuriro, zvakanyorwa pakurayira kwaMozisi navaRevhi vari pasi paItamari mwanakomana waAroni, muprista.

Ekisodho 38

Ekisodho 38:17-30