Ekisodho 38:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chidzitiro chomukova wokupinda muruvazhe chaiva chewuru yebhuruu, nepepuru netsvuku uye nomucheka wakarukwa zvakaisvonaka, basa romuruki. Chakanga chakareba makubhiti makumi mavirif, chakaita sechidzitiro chaparuvazhe, makubhiti mashanug kukwirira kwacho,

Ekisodho 38

Ekisodho 38:15-27