Ekisodho 37:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaita aritari yezvinonhuwira namatanda omuakasia. Yakanga yakaenzana mativi ose ari mana, yakareba kubhiti rimwe chetej uye kubhiti rimwe chete paupamhi, uye makubhiti mavirik pakukwirira kwayo, nyanga dzayo dziri chinhu chimwe chete nayo.

Ekisodho 37

Ekisodho 37:15-29