Ekisodho 37:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bhezareri akaita areka yamatanda omuakasia, yakareba makubhiti maviri nehafua, kubhiti rimwe nehafub paupamhi, uye kubhiti rimwe chete nehafu pakukwirira.

Ekisodho 37

Ekisodho 37:1-11