Ekisodho 36:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamakona maviri aya mapuranga aiva maviri kubva pasi kusvikira kumusoro uye akaiswa mumhete imwe chete; ose akanga akagadzirwa zvakafanana.

Ekisodho 36

Ekisodho 36:25-36