Ekisodho 35:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi wose aigona kuruka akaruka namaoko ake uye akauyisa zvaakanga aruka, wuru yebhuruu, pepuru kana tsvuku kana mucheka wakaisvonaka.

Ekisodho 35

Ekisodho 35:21-33