Ekisodho 35:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akaunganidza ungano yose yavaIsraeri akati kwavari, “Izvi ndizvo zvinhu zvamakarayirwa naJehovha kuti muite:

Ekisodho 35

Ekisodho 35:1-5