Ekisodho 34:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Haiwa Jehovha, kana ndawana nyasha pamberi penyu, ipapo Jehovha ngaaende nesu. Kunyange vanhu ava vane mitsipa mikukutu, regererai henyu kuipa kwedu nechivi chedu, uye mutitore senhaka yenyu.”

Ekisodho 34

Ekisodho 34:1-11