Ekisodho 34:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

anoitira rudo kuzviuru zvamazana, uye achikanganwira zvakaipa, kumukira uye chivi. Asi haaregi ane mhosva asingarangwi; anoranga vana navana vavo nokuda kwechivi chamadzibaba avo kusvikira kurudzi rwechitatu norwechina.”

Ekisodho 34

Ekisodho 34:1-13