Ekisodho 34:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Udzikinure dangwe rembongoro negwayana, asi kana usingaridzikinuri, urivhune mutsipa waro. Udzikinure matangwe ose kuvanakomana venyu.“Hapana munhu anofanira kumira pamberi pangu asina chinhu.

Ekisodho 34

Ekisodho 34:13-29