Ekisodho 34:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uchenjerere kuti urege kuita sungano naavo vanogara munyika; nokuti pavanenge voita ufeve hwavo kuna vamwari vavo uye vakabayira kwavari, vachakukokai uye muchadya zvibayiro zvavo.

Ekisodho 34

Ekisodho 34:11-17