Ekisodho 33:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Jehovha akanga ati kuna Mozisi, “Taurira vaIsraeri uti, ‘Muri vanhu vane mitsipa mikukutu. Kana dai ndingaende nemi kunyange kwenguva duku, ndingakuparadzai. Zvino bvisai zvishongo zvenyu uye ini ndichafunga zvokuita nemi.’ ”

Ekisodho 33

Ekisodho 33:1-11