Ekisodho 33:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Jehovha akati, “Ndichaita kuti kunaka kwangu kupfuure napamberi pako, uye ndichaparidza zita rangu, iro Jehovha, pamberi pako. Ndichanzwira nyasha iye wandichanzwira nyasha, uye ndichanzwira tsitsi uyo wandichanzwira tsitsi.”

Ekisodho 33

Ekisodho 33:14-23