Ekisodho 33:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndichaita chinhu ichocho chawakumbira, nokuti ndinofadzwa newe uye ndinokuziva nezita.”

Ekisodho 33

Ekisodho 33:13-19