Ekisodho 33:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati kuna Jehovha, “Imi manga muchinditaurira muchiti, ‘Tungamirira vanhu ava,’ asi hamusati mandizivisa wamuchandituma naye. Manga muchingoti, ‘Ndinokuziva nezita rako uye wawana nyasha kwandiri.’

Ekisodho 33

Ekisodho 33:7-17