Ekisodho 33:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Ibva panzvimbo ino, iwe navanhu vawakabudisa kubva muIjipiti uye ukwire kunyika yandakavimbisa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho ndichiti, ‘Ndichaipa kuzvizvarwa zvako.’

Ekisodho 33

Ekisodho 33:1-9