Ekisodho 32:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakurumidza kutsauka pane zvandakavarayira uye vakazviitira chifananidzo chakavezwa muchimiro chemhuru. Vapfugamira pachiri uye vakabayira kwachiri uye vakati, ‘Ava ndivo vamwari venyu, imi vaIsraeri, vakakubudisai kubva muIjipiti.’ ”

Ekisodho 32

Ekisodho 32:5-18